Taiwan
Mataridziko
|
| |||
| Rwiyo: 中華民國國歌, "National Anthem of the Republic of China" | |||
Taiwan (muChiChayina: 臺灣, 台灣: Táiwān) inyika iri muEzhiya.
Guta guru racho iTaipei.
Nyika iyi ine miganhu neChayina, Japan nePhilippines.
| Wikimedia Commons has media related to Republic of China. |